KUUNGANA kunoita vanhu vaMwari pamagungano vachidzidziswa naJehovha kunofadza chaizvo. Mufaro wacho unobva wawedzera pavanodya pamwe chete. Muna September 1919, Vadzidzi veBhaibheri vakaita gungano remazuva 8 kuCedar Point, Ohio, U.S.A.

Pakarongwa kuti vanhu vaiuya kuzopinda gungano vagare mumahotera vachidyira imomo, asi kwakazouya vanhu vakawandisa kupfuura vaitarisirwa. Pane imwe hotera, mahweta echirume neechikadzi akatomboramwa basa paakaona vanhu vakawandisa vaida kupiwa zvokudya.

Rabota

Apererwa nezano, maneja wavo akakumbira kana zvaiita kuti vechiduku vakanga vauya kugungano vabatsire, uye vakawanda vakabvuma. Mumwe wacho aiva Sadie Green. Hanzvadzi iyi yakati, “Ndakanga ndisati ndamboshanda sahweta, asi takanakidzwa chaizvo.”. Sierra Leone, 1982 Mumakore akatevera, kubikwa kwaiitwa zvekudya pamagungano kwakaita kuti vakawanda vawane mukana wekubatsira hama nehanzvadzi dzavo. Vechiduku vakawanda vakabatsirwawo kuti vave nezvinangwa zvokunamata pavaishanda nevamwe vaKristu.

Gladys Bolton aishandawo kudhipatimendi rokubika pagungano rakaitwa muna 1937. Aplikasi penjualan gratis Akati, “Ndakasangana nevanhu vaibva kune dzimwe nzvimbo uye vakataura kuti vaikunda sei matambudziko avaisangana nawo. Ipapo ndipo pandakatanga kuva nechido chokupayona.” Beulah Covey uyo akapinda rimwe gungano akati: “Kushanda nesimba kwaiita vanhu pabasa iri kwaiita kuti rifambe zvakanaka.” Asi basa racho rakanga risiri nyore. Pane rimwe gungano rakaitwa paDodger Stadium kuLos Angeles, California muna 1969, Angelo Manera akaudzwa atova pagungano kuti ndiye ainge anzi atungamirire pakubika zvokudya. Akati, “Musi uyu hana yangu yakarova zvaisina kumboita!” Rimwe basa raifanira kuitwa paigadzirirwa gungano iri raiva rokuchera mugero wainge wakareba mamita 400 waizoiswa paipi yaitakura gasi raizoshandiswa kukicheni.

Frankfurt, Germany, 1951 KuSierra Leone muna 1982, hama dzaizvipira kushanda dzakatanga dzabvisa masora nemarara, dzichibva dzavaka pokubikira dzichishandisa zvinhu zvaiwanikwa munharaunda yacho. KuFrankfurt, Germany, muna 1951, hama dzakahaya chitima chaishandisa sitimu uye sitimu iyoyo ndiyo yaishandiswa kudziyisa mapoto 40 okubikira. Vanhu 30 000 vakapakurirwa zvokudya muawa imwe chete. Kuti basa racho risanyanya kuomera vanhu 576 vaishanda kudhipatimendi rokusuka, vanhu vakapinda gungano racho vakauya nemapanga nemafoku avo. KuYangon, Myanmar, vaibika havana kuisa masipaisi akanyanya kuwanda muzvokudya zvaizopiwa hama nehanzvadzi dzainge dzabva kune dzimwe nyika. Annie Poggensee akakurudzirwa chaizvo paakanga akamira pamutsetse wezvokudya pane rimwe gungano rakaitwa kuUnited States muna 1950 kunyange zvazvo zuva raipisa.

Nebo nad portom bylo cveta ekrana televizora, nastroennogo na pustoj kanal. Protalkivayas' cherez tolpu pered dveryami 'CHata', Kejs uslyshal, kak kto-to skazal: - Ne to, chtoby mne vse eto nravilos'. Prosto moj organizm uzhe privyk k tomu, chto ya v nego vkachivayu. Spisok zakonoproektov, rezolyucii i t. V poryadke ih postanovki na obsuzhdenie zakonodatel'noi palaty _Ex: House C. Omnisphere 2 response code generator. Spisok zakonoproektov (krome finansovyh), peredannyh komitetami na obsuzhdenie palaty predstavitelei _Ex: C. Of Bills and Resolutions _am. Spisok nezavershennyh del, oglashaemyi v konce kazhdogo dnya raboty senata.